Jeremia 11:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Maguta eJudha navanhu veJerusarema vachaenda kundodana kuna vamwari vavaipisira zvinonhuwira, asi havazovabatsiri zvachose pavanosvikirwa nenjodzi.

Jeremia 11

Jeremia 11:5-14