Jeremia 11:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha Wamasimba Ose, iye akakusima, atema chirevo chezvakaipa kwauri, nokuti imba yaIsraeri neimba yaJudha vakaita zvakaipa, vakanditsamwisa nokupisira Bhaari zvinonhuwira.

Jeremia 11

Jeremia 11:15-23