Jakobho 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaropafadzwa munhu anotsunga pakuedzwa, nokuti paanokunda, achapiwa korona youpenyu yakavimbiswa naMwari kuna avo vanomuda.

Jakobho 1

Jakobho 1:9-15