Jakobho 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamunenge muchiedzwa, kurege kuva nomunhu anoti, “Mwari ari kundiedza.” Nokuti Mwari haagoni kuedzwa nechakaipa, uye haaedzi munhu;

Jakobho 1

Jakobho 1:11-22