Jakobho 1:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti zuva rinobuda pamwe chete nemhepo inopisa rigoomesa uswa; ruva raro rinodonha uye kunaka kwaro kwoparadzwa. Nenzira imwe cheteyo, mupfumi achasvava kunyange achiri kuita basa rake.

Jakobho 1

Jakobho 1:2-16