Isaya 9:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makakurisa rudzi mukawedzera mufaro wavo; vanofara pamberi penyu savanhu vanofara panguva yokukohwa, sokufara kwavarume, kana vachigoverana zvakapambwa.

Isaya 9

Isaya 9:1-5