Isaya 9:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vaifamba murima vakaona chiedza chikuru; avo vaigara munyika yomumvuri worufu, chiedza chakavavhenekera.

Isaya 9

Isaya 9:1-10