Isaya 9:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, hakuchazovizve, nerima kuna avo vakanga vari munhamo. Pamazuva akare akaninipisa nyika yeZebhuruni nenyika yeNafutari, asi panguva inouya achakudza Garirea ravaHedheni, nenzira yokugungwa mhiri kwaJorodhani.

Isaya 9

Isaya 9:1-5