Isaya 9:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti sapamazuva okukundwa kwavaMidhia, vamakaparadzira joko raivaremera, nedanda raichinjika mafudzi avo, iyo tsvimbo yavamanikidzi vavo.

Isaya 9

Isaya 9:2-12