Isaya 7:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino imba yaDhavhidhi yakaudzwa kuti, “Aramu yabatana neEfuremu;” saka mwoyo waAhazi nemwoyo yavanhu vake yakazungunuswa, sokuzungunuswa kunoitwa miti yesango nemhepo.

Isaya 7

Isaya 7:1-12