Isaya 7:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha akati kuna Isaya, “Buda, iwe nomwanakomana wako Sheari-Jashubhi, unosangana naAhazi kumucheto womugero weDziva Rokumusoro, mumugwagwa unoenda kuMunda woMusuki.

Isaya 7

Isaya 7:2-10