Isaya 7:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Ahazi mwanakomana waJotamu, mwanakomana waUziya, paakanga ari mambo weJudha, Mambo Rezini weAramu naPeka mwanakomana waRamaria mambo weIsraeri vakauya kuzorwa neJerusarema, asi havana kugona kurikunda.

Isaya 7

Isaya 7:1-3