Isaya 65:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha,“Varanda vangu vachadya, asi imi muchanzwa nzara; varanda vangu vachanwa, asi imi muchava nenyota; varanda vangu vachafara, asi imi muchanyadziswa.

Isaya 65

Isaya 65:8-20