Isaya 65:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ndichakugumisai nomunondo, uye mose muchakotamira pasi kuti mubayiwe, nokuti ndakadana asi hamuna kudavira, ndakataura asi hamuna kuteerera. Makaita zvakaipa pamberi pangu mukasarudza zvisingandifadzi.”

Isaya 65

Isaya 65:8-13