Isaya 65:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varanda vangu vachaimba mufaro wemwoyo yavo, asi imi muchachema nokurwadziwa nomwoyo uye muchaungudza mukuputsika kwomweya.

Isaya 65

Isaya 65:8-24