Isaya 63:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vanhu vake vakarangarira mazuva akare, mazuva aMozisi navanhu vake, vakati, aripiko akavayambutsa gungwa, nomufudzi wamakwai ake? Aripiko akaisa Mweya wake Mutsvene pakati pavo,

Isaya 63

Isaya 63:1-19