Isaya 63:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vakamumukira vakachemedza Mweya wake Mutsvene. Saka akadzoka akava muvengi wavo, uye iye amene akarwa navo.

Isaya 63

Isaya 63:3-11