Isaya 63:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

iye akavatumira ruoko rwake rwokukudzwa nesimba kuti ruve paruoko rworudyi rwaMozisi, iye akaparadzanisa mvura pamberi pavo, kuti azviwanire kukudzwa kusingaperi,

Isaya 63

Isaya 63:6-19