Isaya 59:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo kururamisira kuri kure nesu, uye kururama hakusviki kwatiri. Tinotsvaka chiedza, asi zvose irima; tinotsvaka kujeka, asi tiri kufamba mumumvuri werima.

Isaya 59

Isaya 59:1-16