Isaya 59:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nzira yorugare havaizivi; hapana kururamisira pamakwara avo. Vakashandura nzira dzavo dzikava dzakaminama; hakuna anofamba madziri achaziva rugare.

Isaya 59

Isaya 59:1-17