Isaya 59:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sebofu tinotsvanzvadzira tichitevedza madziro, tichitsvaka nzira yedu savanhu vasina meso. Panguva yamasikati tinogumburwa kunge nguva yorubvunzavaeni; pakati pavane simba, tangoita savakafa.

Isaya 59

Isaya 59:1-15