Isaya 59:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tose tiri kuomba samapere; tinorira nokurira kukuru senjiva. Tinotsvaka kururamisira, asi hatikuwani; tinotsvaka kurwirwa, asi kuri kure kure.

Isaya 59

Isaya 59:5-16