Isaya 59:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti kutadza kwedu kwawanda pamberi penyu, uye zvivi zvedu zvinotipupurira zvakaipa. Kudarika kwedu kunogara nesu, uye tinobvuma kutadza kwedu:

Isaya 59

Isaya 59:4-15