Isaya 59:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kumukira nokunyengera Jehovha, kufuratira Mwari wedu, kukuchidzira udzvinyiriri nokupanduka, nokutaura mashoko enhema anobva mumwoyo yedu.

Isaya 59

Isaya 59:10-21