Isaya 53:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabviswa achimanikidzwa uye akatongwa. Uye ndianiko angataura rudzi rwake? Nokuti akagurwa kubva panyika yavapenyu, nokuda kwokudarika kwavanhu vangu, akarohwa.

Isaya 53

Isaya 53:1-12