Isaya 53:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akamanikidzwa uye akarwadziswa, asi haana kushamisa muromo wake; akatungamirirwa segwayana riri kundobayiwa, uye sokunyarara kwegwai pamberi pomuvevuri waro, saizvozvo haana kushamisa muromo wake.

Isaya 53

Isaya 53:6-11