Isaya 53:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Isu tose takanga takarasika samakwai, mumwe nomumwe nenzira yake, asi Jehovha akaisa pamusoro pake kuipa kwedu tose.

Isaya 53

Isaya 53:1-12