Isaya 53:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi akabayiwa nokuda kwokudarika kwedu, akakuvadzwa nokuda kwezvakaipa zvedu; kurohwa kwakativigira rugare kwaiva pamusoro pake, uye namavanga ake takaporeswa.

Isaya 53

Isaya 53:1-6