Isaya 53:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo akatakura matenda edu, uye akatakura kurwadziswa kwedu; asi isu takafunga kuti akarohwa naMwari, akarohwa naye uye akarwadziswa.

Isaya 53

Isaya 53:1-11