Isaya 53:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akazvidzwa uye akarambwa navanhu, murume wokusuwa, uye anoziva kutambudzika. Somunhu anovanzirwa chiso navanhu, akazvidzwa, uye isu hatina kumukudza.

Isaya 53

Isaya 53:1-12