Isaya 53:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akamera pamberi pake sebukira nyoro, uye somudzi pavhu rakaoma. Akanga asina runako kana chimiro choumambo kuti atikwezve kwaari, hapana chatingada pakuratidzika kwake.

Isaya 53

Isaya 53:1-7