Isaya 53:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akapiwa guva rake pakati pavatadzi, uye akava navapfumi pakufa kwake, kunyange akanga asina kuita zvechisimba, uye kunyengera kusina kuwanikwa mumuromo make.

Isaya 53

Isaya 53:1-10