Isaya 52:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sezvo vazhinji vakashamiswa naye, chiso chake chakanga chakakuvadzwa zvikuru, kupfuura chomunhu upi zvake, uye chimiro chake chakanga chakanganiswa, kupfuura kuratidzika kwomunhu,

Isaya 52

Isaya 52:12-15