Isaya 52:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai muranda wangu achaita nouchenjeri; achasimudzirwa uye achakwidzwa pamusoro, uye achakudzwa kwazvo.

Isaya 52

Isaya 52:5-15