Isaya 52:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

saka iye achasasa ndudzi zhinji, uye madzimambo achafumbira miromo nokuda kwake. Nokuti zvavakanga vasina kuudzwa, vachazviona, uye zvavasina kumbonzwa, vachazvinzwisisa.

Isaya 52

Isaya 52:9-15