Isaya 5:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuomba kwavo kwakaita sokweshumba, vanoomba kufanana neshumba diki; vanodzvova pavanobata mhuka yavo vagoitakura pasina kana angairwira.

Isaya 5

Isaya 5:19-30