Isaya 5:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iro vachaomba pamusoro payo, sokutinhirwa kwegungwa. Uye kana mumwe akatarisa panyika, achaona rima nokutambudzika; kunyange chiedza chichasvibiswa namakore.

Isaya 5

Isaya 5:27-30