Isaya 5:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Miseve yavo inopinza, uta hwavo hwose hwakakungwa; mahwanda amabhiza avo anenge omusarasara, mavhiri engoro dzavo akaita sechamupupuri.

Isaya 5

Isaya 5:21-30