Isaya 5:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hapana kana mumwe wavo anoneta kana kugumburwa, hapana kana mumwe wavo achakotsira kana kuvata; hapana kana bhanire richasunungurwa pachiuno, hapana kana rukanda rweshangu rwakadambuka.

Isaya 5

Isaya 5:20-30