Isaya 47:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo vakafanana namashanga; moto uchaapisa akapera. Haangatongogoni kuzvirwira, pasimba romurazvo womoto. Asi hapana mazimbe okuti munhu adziyirwe; hapana moto wokudziya ipapo.

Isaya 47

Isaya 47:11-15