Isaya 47:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mazano ose awakagamuchira, akakunetesa chete! Vanhu vako vanocherechedza nyeredzi ngavauye mberi, avo vanotarira nyeredzi vachifembera mwedzi nomwedzi, ngavakuponese pane zviri kuuya pamusoro pako.

Isaya 47

Isaya 47:9-15