Isaya 47:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvino, enderera hako mberi nouroyi hwako, uye noun'anga hwako huzhinji, hwawakashandira kubva paudiki hwako. zvichida uchabudirira, zvichida uchavhundutsira vamwe.

Isaya 47

Isaya 47:8-15