Isaya 47:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dambudziko richakuwira, uye haugoni kuzoziva kuti ungaritanda sei. Njodzi ichakuwira yausingagoni kubvisa nomuripo; pakarepo kuparadza kwausingagoni kuziva, kuchawira pamusoro pako.

Isaya 47

Isaya 47:4-13