Isaya 47:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Wakavimba nezvakaipa zvako uye wakati, ‘Hapana anondiona.’ Uchenjeri hwako nezivo yako zvinokutsausa paunoti, mumwoyo mako, ‘Ndini, uye hakuna mumwe kunze kwangu.’

Isaya 47

Isaya 47:8-15