Isaya 47:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvozvi ndizvo chete zvavangakuitira, ava vawakashanda navo, uye ukafamba navo kubva paudiki hwako. Mumwe nomumwe wavo anoenderera mberi nokukanganisa kwake; hapana kana mumwe angakuponesa.

Isaya 47

Isaya 47:13-15