Isaya 45:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ane nhamo uyo anokakavadzana noMuiti wake, iye anongova chaenga pakati pezvaenga pamusoro pevhu. Ko, ivhu ringati kumuumbi, ‘Uri kugadzirei?’ Ko, basa rako rinoti here, ‘Uyu haana maoko?’

Isaya 45

Isaya 45:1-19