Isaya 45:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ane nhamo uyo anoti kuna baba vake, ‘Chiiko chamakabereka?’ kana kuna mai vake, ‘Chiiko chamakazvara?’

Isaya 45

Isaya 45:1-19