Isaya 45:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvanzi naJehovha, iye Mutsvene waIsraeri, noMuiti wake: Pamusoro pezvinhu zvichauya, unondibvunza here pamusoro pavana vangu, kana kundirayira pamusoro pebasa ramaoko angu?

Isaya 45

Isaya 45:9-18