Isaya 45:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndini ndakaita nyika uye ndikasika vanhu vendudzi dzose pamusoro payo. Maoko angu pachangu akatatamura matenga; ndakarayira hondo dzawo dzose dzenyeredzi.

Isaya 45

Isaya 45:2-16