Isaya 45:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Imi matenga kumusoro, nayisai kururama; makore ngaakudonhedze pasi. Nyika ngaizaruke kwazvo, ruponeso ngarutubuke, kururama ngakukure pamwe chete narwo; ini Jehovha, ndini ndakazvisika.

Isaya 45

Isaya 45:6-10